Kuwadzana Youth Community Development Platform

Kuwadzana Youth Community Development Platform Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Kuwadzana Youth Community Development Platform, Community Center, Harare.

01/01/2026

10 Years of Empowering Youths without any Donor Funding. (GOD IS GOOD)

Come lets celebrate 10 years in youth empowerment & development, advancing towards vision 2030 brick by brick for Econom...
25/12/2025

Come lets celebrate 10 years in youth empowerment & development, advancing towards vision 2030 brick by brick for Economic Development

06/12/2025
15/09/2025
26/02/2025

*Tiri kutsvakawo vana vasikana Girl Child vane makore kubva pa 14-23yrs vakatadza kuenderera mberi nechikoro* *nezvikonzero zvakasiyana siyana. Vane vana kana* *vasina as long as vari vagari vemuno mu Dz nenzvimbo dzakati poteredza uye vai e makore 14-23 yrs.* *Vana ava vaodiwa kuti vaite Course yekusona, Dress Making ,Course iyi inoitwa pasina* *muripo. Zvichireva izvo kuti hapana mari inodiwa. Course iyi inotora nguva* inosvika 6 months.
Inenge ichiitirwa muno muDz. Vanoziva vanasikana vangange vari mukushushikana nehupenyu vasina mabasa ekuita ngavatibatewo panumber dzino tibatsire vana mu community medu.*
0773943770

Address

Harare

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kuwadzana Youth Community Development Platform posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share