Pachedu Pamwe Dzivaresekwa Community Trust

Pachedu Pamwe Dzivaresekwa Community Trust Community Development

01/05/2026
29/11/2025

Hama neshamwaru ndauyawo nepfungwa dzandafunga tinogona butsirana kudzera.

Dai tagona kubatana zvekare taita ma community based income generating projects, I believe tinokwanisa kudzikisa dambudziko re drug and substance abuse muDzivarasekwa. This problem is no longer affecting ma youths even vanhu vakuru takungokoshesa kunwa doro, zvinova zviri kuparadza dzimba dzakawanda ne community yedu.

Zvinonzi "charity begins at home" kureva kuti tikagadzira kuno zvinosvikawo pa national level nyika inobudirira

Address

Harare

Telephone

+263772682788

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Pachedu Pamwe Dzivaresekwa Community Trust posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share