Progress the Helping Hand Burial Society

Progress the Helping Hand Burial Society Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Progress the Helping Hand Burial Society, Nonprofit Organization, Binga.

15/02/2026
15/02/2026
MakadiiTinokugamuchirai paProgress Burial Society. Pazasi taisa mimwe yemitemo ye burial society yedu. (Monthly Subscrip...
09/02/2026

Makadii

Tinokugamuchirai paProgress Burial Society. Pazasi taisa mimwe yemitemo ye burial society yedu.

(Monthly Subscriptions):

Chinodiwa imari yenyu R70 per month. Munogona kubhadhara mwedzi yamunoda in advance. Vamwe vanobhadhara 3, vamwe 6 vamwe gore rose

Last day rekubhadhara pamwedzi 7.

Waiting period is 6 months

(Company Registration):

Tine company yataka register ne FNB - Progress The Helping Hand trading name (Progress Burial Society).

(Bank Signatories):

Pane 3 vanhu vano sainira mari ku bank. Pahutatu hwavo hapana anokwanisa kutora mari ari oga.

(Loan Scheme):

Uye tinechikamu chekukweretesa mari from R500 to R1000. Yobereka R100 pa R500, R200 pa R1000 kunengo dzinenge dzichida mari. But inobhadaharwa in 1 month.

(Payout Plan):

Kukafiwa tinobisa R20 000 kana iri member. R10 000 kana uriwe wafirwa neumwe wevana vari pasi pe 21 years kana kuti baba or amai, vambuya kana kuti vatezvara vako.

(R100 Funeral refund):

Kukaita rufu, kuti homwe yedu mugare muine mari tinobisa ma R100 anodzokera musociety. Pane grace period ye 1 month yeku bhadhara ma R100.

Tinokugamuchirai nomufaro. Dambudziko rako idambudziko rangu. Runyararo rwako panguva yakawoma ndiyo vavariro yedu semhuri.

Publicity and Marketing Team

20/09/2024

Makadii

Tinokugamuchirai paProgress Burial Society. Pazasi taisa mimwe yemitemo ye burial society yedu.

(Monthly Subscriptions):

Chinodiwa imari yenyu R50 per month. Munogona kubhadhara mwedzi yamunoda in advance. Vamwe vanobhadhara 3, vamwe 6 vamwe gore rose.

From 1 November 2024 mari yepamwrdzi inenge yave R70.

Last day rekubhadhara pamwedzi 7.

Waiting period is 6 months

(Company Registration):

Tine company yataka register ne FNB - Progress The Helping Hand trading name (Progress Burial Society).

(Bank Signatories):

Pane 3 vanhu vano sainira mari ku bank. Pahutatu hwavo hapana anokwanisa kutora mari ari oga.

(Loan Scheme):

Uye tinechikamu chekukweretesa mari from R500 to R1000. Yobereka R100 pa R500, R200 pa R1000 kunengo dzinenge dzichida mari. But inobhadaharwa in 1 month.

(Payout Plan):

Kukafiwa tinobisa R20 000 kana iri member. R10 000 kana uriwe wafirwa neumwe wevana vari pasi pe 21 years kana kuti baba or amai, vambuya kana kuti vatezvara vako.

(R100 Funeral refund):

Kukaita rufu, kuti homwe yedu mugare muine mari tinobisa ma R100 anodzokera musociety. Pane grace period ye 1 month yeku bhadhara ma R100.

Tinokugamuchirai nomufaro. Dambudziko rako idambudziko rangu. Runyararo rwako panguva yakawoma ndiyo vavariro yedu semhuri.

Publicity and Marketing Team

Address

Binga

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Progress the Helping Hand Burial Society posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share