06/08/2025
Enough is Enough!... Chengeto Africa condemns this heinous act of violence against an innocent student...No woman or girl should ever feel unsafe in our cities.
Zvakwana! Zvanyanya! Enough is Enough‼️😡
Tinokurudzira masimba emutemo kuti vatsvage nekusunga vanhu ava vasina hanya nokukurumidza. Hapana mukadzi kana musikana anofanira kunzwa kusachengeteka mumaguta edu.
***PLEASE REPORT CRIME NOW***