11/08/2026
PAVANHU VAKASUNGWA MU PORT ELIZABETH PA OPERATION YAKAITIKA PA WEEKEND YAPFUURA......NHASI TAKWANISA KUBUDITSISA FIVE. FEEDBACK KUBVA KUNE MUMWE IYI.......We win some and we loose some. Apa ndiri ku Harare but am still able kuronga zvese vanhu vachibatsirika ...
Titende. ....GADZIRISAI MAPEPA KUNZE UKO. 0659723263
[8/10, 2:29 PM] +27 78 429: Taitawo challenge yevanhu 2 vakasungwawo nezuro
[8/10, 3:02 PM] The People's General: Makadii
[8/10, 3:02 PM] The People's General: Ndaanani vakasungwa
[8/10, 3:32 PM] +27 78 429: Mushe general
[8/10, 3:32 PM] +27 78 429: Mwana wasisi vangu ne friend yake
[8/10, 3:32 PM] +27 78 429: Variku mountroad police station
[8/10, 3:34 PM] +27 78 429: Vakasungwa ku freeway nezuro vachinotumira zvinhu kumabus
[8/10, 3:45 PM] The People's General: Pakaipa
[8/10, 3:45 PM] The People's General: Okay
[8/10, 3:46 PM] The People's General: Panoda lawyer to represent them mangwana
[8/10, 3:46 PM] The People's General: Vane ma passports here
[8/10, 3:46 PM] The People's General: It will be R3500 per person
[8/10, 3:55 PM] +27 78 429: Ehe
[8/10, 3:55 PM] +27 78 429: Asi aka overstayer
[8/11, 12:51 PM] +27 78 429: General mamukasei nemhuri
[8/11, 8:01 PM] +27 78 429: Maswerasei general.
[8/11, 8:01 PM] +27 78 429: Tokutendai mukomana abuda ave kumba
[8/11, 8:10 PM] The People's General: Amen and amen.......
TITENDE