20/09/2026
Manheru akanaka hama ndini wenyu Greamam ndauyawo kwamuri nemwanakomana wekwaMutare ane disability inonzi Celebral Pause so varikukumbirawo kutengerwa inonzi CP wheelchair like iyo yandaisa apo ino coster iyo kuma $600 kana pane vanodziwanawo dziri cheap munongotibatawo nevangaitewo hembe kana chikafu plz let's support this family for help 0783607022 murare munyasha π₯
0783607022