16/08/2026
🔥 KARIBA, NGUVA YASVIKA! 🔥
Sound of Intervention Centre – Kariba Gache Gache inokukokai mose ku GACHE GACHE OFFICIAL LAUNCH, pasi pedingindira rinoti “SEASON OF RESTORATION” 🙌🏾✨
Kubva 10–13 September 2026, tichasangana pa Gache Gache Community Hall, Kariba kwemazuva akazadzwa neShoko raMwari, kunamata, kuporeswa kwemweya, kusimudzirwa nekudzorerwa kwezvose zvakarasika. 🙏🏾🔥
Huya nemhuri yako, shamwari dzako nevadiwa vako. Usangonzwa nezvazvo—iva chikamu chenguva iyi inokosha! Tinotenda kuti Mwari ane chinhu chaakakuchengetera mumwaka uno. ❤️
📍 Gache Gache Community Hall, Kariba
📅 10–13 September 2026
✨ Mwaka wako wekudzorerwa wasvika. Usasaririra! ✨