11/09/2026
Saba Magacha speaks
"Zvakanakira Mwari ndezve kuti vano regerera asi isu vanhu kuregerera hatigone.Of course l made a mistake,a mistake l kick myself for daily,a mistake that changed my life forever.
Problem iripo you always want to remind me of that terrible mistake when l know God forgave me.Yes you saw my privates,it was wrong,it shouldn't have happened saka zvoreva here kuti because of that l can no longer serve God with the gift he gave me?
Saka munoti isuwo ana Saba vatadzi haticha bvumirwe kutendeuka neku pinda mu church or kutaurawo zva Mwari.
I cannot continue explaining myself everyday on what happened or who circulated my privates because for my sake and those that love me dearly it is in the past and we have moved on,though it was a tough phase of my life that l cannot wish even on even my most sworn enemy.
You can choose not to forget about the incident but l would wish you forgive me,so that l can fully recover and re establish my connection with God.
Anything l do,ndikabuditsa song or kutaurawo my view just like anyone else kutukwa chete.Kunamata kwacho kuri papi.Kuregerera kwacho kuri papi.Imi muri perfect here?
I have long finished recording my album,but with all the judgement ndinoshaya kana simba.
Hongu kutadza ndakatadza asi ndakatadzira ani,iwe here kana Mwari?
Denga racho rimbori raaniko?
Iwewe hapanawo here pawa kambotadza kana paunotadza?
Handisi kuku manikidza kuti undifarire and hakuna munhu anodiwa nemunhu wese,even before this incident pane vaisa ndifarira,zviriko.Ini ndiri kungo kumbira kupihwa mukana to correct the wrongs l have made just like everyone else chete.If you can just do that you would have done me a big thing,l am a new man who has learnt from his mistakes. It's almost 8 years now after zvaitika,ungafare ndazvi sungirira here,saka ndosiya kunamata kana kuimbira Mwari here?Inga imi munongoenda kuChurch mabva kutadzawo wani.Chii chinokufadza pakundiwona ndichishungurudzika zuva nezuva?
Ndai funga kuti imi veku church,fellow musicians,promoters and you muchandikurudzira pane zvandaka sangana nazvo but l have realised that most us are hypocrites.
Mashoko ese amunotaura anosvika munzeve dzangu. Vazhinji venyu munoita zino irema and pano yerera misodzi yangu ndipo pane mufaro wenyu. Yes my first marriage failed to work,yes l am a sinner just like anyone else,yes l had a regrettable expose' ndongokumbira second chance semunhu wesewo.
The Bible says let him who is without sin among you be the first to throw a stone.Because of my past handichafanhe kutaurawo maonero angu or ku supporter a brother in Christ of kupembedza zvakanaka zvaitwa na President Emmerson Dambudzo Mnangagwa vanova president wedu tese kwete wangu ndega.
I thought this world should be a better place for you and me,l might make a decision and l know it will be the best decision for me!"