Madhuve Chishongo

Madhuve Chishongo Pano tinenge tichidzidzisana zvehupenyu
(14)

Vazhinji patokudzokera kumusha tiri maoko chete musatarisire kunopiwa   room pamba pehama   nevana vako vatatu  vanhu ha...
21/06/2026

Vazhinji patokudzokera kumusha tiri maoko chete musatarisire kunopiwa room pamba pehama nevana vako vatatu vanhu havadi mutoro Ndochokwadi pasina pekutangira ipapo zvichangozviita zvega tatova munew era ichava nhoroondo chero kumatongo bho futi chakakosha hupenyu.

20/06/2026

You can rise again against all odds

Vakadzi vakawanda vanombunyikidwa nevarume vanoti ndobva pano ndavamubhokisi  uye ngozi yangu ichanetsa musha muno  wota...
20/06/2026

Vakadzi vakawanda vanombunyikidwa nevarume vanoti ndobva pano ndavamubhokisi uye ngozi yangu ichanetsa musha muno wotarisa charikurambirwapo hapana kunze kwekushungurudzwa totii kuda musha,rudo,kana kurwara tipeiwo mafungiro enyu vamwe vabatsirike .

19/06/2026

Stop ignoring red flags in relationship 💔

Vakomana ukadanana nemusikana  usamutore semukadzi wako toona muchirova  nekutopa mitemo  ,kunyanya  musikana akati haac...
19/06/2026

Vakomana ukadanana nemusikana usamutore semukadzi wako toona muchirova nekutopa mitemo ,kunyanya musikana akati haachada anotoshaya otiza munzvimbo here nekuti wandirambirei ,munhu wese anekodzero yekusarudza tokuonai vanasikana vachirohwa pamwe atori neuniform hanzi wandirambirei munotiiwo nazvo vabereki,

18/06/2026

Ukaramba munhu hazvirevi haachabudiriri nekuti haupo

18/06/2026

Kuzviuraya nekuti mereji yarwadza musadaro

Hide akuti murume wake ane mari asi haamuchengeti iye nevana zvekusvika pakutomboshaya chikafu sezvo murume vazhinji ane...
18/06/2026

Hide akuti murume wake ane mari asi haamuchengeti iye nevana zvekusvika pakutomboshaya chikafu sezvo murume vazhinji anenge asingaripo pamba,ha ruzhinji ndibatsireiwo handichaziva ndobva kana ndogara ndatambura iveduwe mari itoripo ndikuitirwa hutsinye nevana vangu vatatu vatsirei nemazano purizi.

17/06/2026

Weddings and marriages

17/06/2026

Tumereji twenyu twenhemanhema hanzi mapoto ayo

Address

Big Bay
Cape Town

Telephone

+27610643655

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Madhuve Chishongo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share