06/24/2026
Hie ndokumbirao mundiidireo nyya yangu kumudzimai wanhc uko.ndakaroorwa nelast born so takabva pamusha mukuru tikanovaka pedu then ndakuda kuuya SA ndikatsvaka someone anosara pamba Pangu murume akati ndoratidza amwene munhu wacho tikasvika paya amwene vakaita attitude munhu uya akati hachakwanise kusara ndikaunza murume akati ndikumbire amwene tichibva tavasiya paya totumira pay yataida kupa munhu uya every month and sometimes inenge yakatowanda so ndakabva ndati kumurume since mom vasina bedroom yakawa nemvura ngativavakire kwakuvaka yakapera zvose yakunzi yakamheya haiisike door inobvinza murume kwakutoti ngaipaziwe yatopaziwa kwakuzofambao kwakunzwa kt vakuda kugara Pangu ippo for ever and vvakutoda Kuti Ini nemurume tirambane ndingabatsirikao sei kt vnhu Ava Vabve pamba Pangu cz. Murume akatotaura nasis vake kt vakufanirwa kugara pmba Pangu apa vakuda kuuya vose Mai vavamwene, vamwene, tete nevazukuru vavo vose ndoitao sei vasikana help