Pakoreji

Pakoreji Platifomu ye Konsavhesheni nekusumudzira maruwa.

17/11/2024

Zororailodge ye Tongogara Wildlife Camp Inoda mudzidzi wezvekubika zvemahotera etc. Iyi i aprentesishipu yemakore mana kana mashanu zvichiyenda nezera , Gumi nemasere zvichikwira. Mudzidzi anoseenza mazuva matatu pasvondo, muno kanamu sadc saka pasipoti yakakosha. Zvidzidzo izvi zvinosvitsa pa level...

13/11/2024

Dzimbakopa ine basa ra aprentesi. I basa rinoda munhu anokwanisa kuseenza mu team uye anoda kudzidza zvemari nema plans edzimba. Ruzivo rwekushandisa kompiyuta rwakakosha pabasa iri. Chido chekudzidza Konsavhesheni chakakosha. Budiriro Creek inzvimbo iripedyo ne nature reserve. Inzvimbo ichavakirwa....

Address

Pakoreji , Box 99C
Kariba
K003R

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Pakoreji posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share